Job 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti miseʋe yoWamasimba yakandiɓaya mukati maŋgu, Mŋeya waŋgu unonwa ʋuturu bgayo; Ɀinotyisa ɀaMŋari ɀaɀigadzirira kurwa neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Miseve yoWamasimba Ose iri mandiri, mweya wangu unonwa muchetura wayo; kutyisa kwaMwari kwagadzirira kurwa neni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Miseve yaSamasimba yakabairira mandiri mweya wangu unonwa chepfu yawo. Kutyisa kwaMwari kwanangana neni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti miseve yoWamasimba yakandibaya mukati mangu, Mweya wangu unonwa uturu hwayo; Zvinotyisa zvaMwari zvazvigadzirira kurwa neni.
Shona 2009?
Nokuti miseve yoWamasimba yakandibaya mukati mangu, Mweya wangu unomwa uturu hwayo; Zvinotyisa zvaMwari zvazvigadzirira kurwa neni.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti miseve yoWamasimba yakandibaya mukati mangu, Mweya wangu unonwa uturu hwayo; Zvinotyisa zvaMwari zvazvigadzirira kurwa neni.