Job 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu unoramba ku ɀi gunɀa; Kwandiri ɀakafanana neɀokudya ɀinosemesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoramba kuzvibata; zvokudya zvakadai zvinondirwarisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndozvine kudya kuri mukanwa mangu kudya kunondisemesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu unoramba kuzvibata; Kwandiri zvakafanana nezvokudya zvinosemesa.
Shona 2009?
Mweya wangu unoramba kuzvibata; Kwandiri zvakafanana nezvokudya zvinosemesa.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu unoramba kuzvibata; Kwandiri zvakafanana nezvokudya zvinosemesa.