Job 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiri guŋgwa kanhi, kana zimhuka reguŋgwa, Ɀamunoisa ʋanondirindira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, ndiri gungwa kanhi, kana chikara chokwakadzika, zvamunondiisa pasi pomurindi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko ndava gungwa here ini kana kuti zigaranyanya romugungwa zvomondiisira vokundigaririra kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiri gungwa kanhi, kana zimhuka regungwa, Zvamunoisa vanondirindira?
Shona 2009?
Ndiri gungwa kanhi, kana zimhuka regungwa, Zvamunoisa vanondirindira?
Shona SUB 2002 Bible
Ndiri gungwa kanhi, kana zimhuka regungwa, Zvamunoisa vanondirindira?