Job 7:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndikati: Nhoʋo dzaŋgu dzicandinyaradza, Mubeda waŋgu ucazorodza kunyunyuta kwaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandinofunga, mubhedha wangu unondivaraidza, uye mubhedha wangu uchadzikamisa kunyunyuta kwangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandinenge ndoti aiwa mubhedha wangu wombondipawo kakuzorora, sofa rangu rimboyerura kugurukuta kwangu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndikati, “Nhoo yangu ichandinyaradza, Mubhedha wangu uchazorodza kunyunyuta kwangu;”
Shona 2009?
Kana ndikati, "nhovo yangu ichandinyaradza, Mubhedha wangu uchazorodza kunyunyuta
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndikati, “Nhoo yangu ichandinyaradza, Mubhedha wangu uchazorodza kunyunyuta kwangu;”