Job 7:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mŋoyo waŋgu unotsaura kudzipxa, Nokufa kupfuʋura mafupa aŋgu awa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvokuti ndinosarudza kuti ndidzipwe ndife hangu, pachinzvimbo chomuviri wangu uno.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti ndinosarudza kudzipwa zvangu kana kufa pane kuva nomuviri wangu uyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mwoyo wangu unotsaura kudzipwa, Nokufa kupfuura mapfupa angu awa.
Shona 2009?
Naizvozvo moyo wangu unotsaura kudzipwa,Nokufa kupfuura mapfupa angu awa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mwoyo wangu unotsaura kudzipwa, Nokufa kupfuura mapfupa angu awa.