Job 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ini ndakapiwa mŋedzi isinamaturo, Ndakatarirwa ʋusiku bgenjodzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saizvozvo ndakagoverwa mwedzi isina maturo, uye usiku hwokutambudzika hwakagoverwa kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo ndakatemerwa mwedzi yandisina chokuita nousiku hwokungotambura ndihwo hwandakapiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo ini ndakapiwa mwedzi isina maturo, Ndakatarirwa usiku hwenjodzi.
Shona 2009?
Saizvozvo ini ndakapiwa mwedzi isina maturo, Ndakatarirwa usiku bwenjodzi.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo ini ndakapiwa mwedzi isina maturo, Ndakatarirwa usiku hwenjodzi.