Job 7:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama yaŋgu yakafukidzwa nehonye namaviŋga evu; Ganda raŋgu rinofunuka, riciputika ʋurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muviri wangu wakafukidzwa nehonye uye nemhezi, ganda rangu rakatsemuka uye raora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muviri wangu unongova honye dzoga uye tsvina, ganda rangu rinongoti kakata kuoma pedzepo urwa puti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyama yangu yakafukidzwa nehonye namavhinga evhu; Ganda rangu rinofunuka, richiputika hurwa.
Shona 2009?
Nyama yangu yakafukidzwa nehonye namavhinga evhu., Ganda rangu rinofunuka, richiputika hurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nyama yangu yakafukidzwa nehonye namavhinga evhu; Ganda rangu rinofunuka, richiputika hurwa.