Job 8:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucasendamira paimba yake, asi haiŋgamiri; Ucaiɓata, asi haiŋgagari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anosendamira padandemutande rake, asi rinobvaruka; anobatirira pariri, asi harimiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anozendama paimba yake iyoyo asi kumira haimiri, anoti mbunde nayo asi haimiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchasendamira paimba yake, asi haingamiri; Uchaibata, asi haingagari.
Shona 2009?
Uchasendamira paimba yake, asi haingamiri; Uchaibata, asi haingagari.
Shona SUB 2002 Bible
Uchasendamira paimba yake, asi haingamiri; Uchaibata, asi haingagari.