Job 8:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana akaparadzwa panɀimbo yake, Icamuramba, iciti: Handina‐kukuʋona;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana ukatsemuka ukabva panzvimbo yawo, nzvimbo iyo ichauramba igoti, ‘Handina kumbokuona.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anogara pakati pamabwe kungodzurwa chete panzvimbo pake panoti hatimbokuziva
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana akaparadzwa panzvimbo yake, Ichamuramba, ichiti, “Handina kukuona;”
Shona 2009?
Kana akaparadzwa panzvimbo yake, Ichamuramba, ichiti, "Handina kukuona,"
Shona SUB 2002 Bible
Kana akaparadzwa panzvimbo yake, Ichamuramba, ichiti, “Handina kukuona;”