Job 8:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋana ʋako ʋakaŋga ʋamutadzira iye, Akaʋaisa pakuɗarika kwaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vako pavakamutadzira, akavapa kurangwa kwechivi chavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vana vako vakamutadzira akavaisaka mujambwa rokutadza kwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vana vako vakanga vamutadzira iye, Akavaisa pakudarika kwavo;
Shona 2009?
Kana vana vako vakanga vamutadzira iye, Akavaisa pakudarika kwavo;
Shona SUB 2002 Bible
Kana vana vako vakanga vamutadzira iye, Akavaisa pakudarika kwavo;