Job 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukaʋa wakanaka, wakarurama; Iye uŋgaɗai aimuka ɀino nokuɗa kwako, Akafambisa ɀakanaka imba yako yakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana uri mutsvene uye wakarurama, kunyange izvozvi achasimuka kuti akurwire, agokudzoserazve panzvimbo yako chaiyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana uri mutsvene wakarurama, anotokusimukira achikupa mubayiro wopokugara pakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ukava akanaka, akaruruma; Iye angadai aimuka zvino nokuda kwako, Akafambisa zvakanaka imba yako yakarurama.
Shona 2009?
Kana ukava akanaka, akaruruma; Iye angadai aimuka zvino nokuda kwako, Akafambisa zvakanaka imba yako yakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ukava akanaka, akaruruma; Iye angadai aimuka zvino nokuda kwako, Akafambisa zvakanaka imba yako yakarurama.