Job 8:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge kutaŋga kwako kwaiʋa kuɗuku, Asi kuguma kwako kwaiʋa kukuru kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange mavambo ako akanga ari maduku, magumo ako achava makuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutangisa kwako kungave kuduku zvako asi kumagumo kwazvo zvichava zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange kutanga kwako kwaiva kuduku, Asi kuguma kwako kwaiva kukuru kwazvo.
Shona 2009?
Kunyange kutanga kwako kwaiva kuduku, Asi kuguma kwako kwaiva kukuru kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe kutanga kwako kwaiva kuduku, Asi kuguma kwako kwaiva kukuru kwazvo.