Job 8:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Nokuti isu tiri ʋazuro heɗu, hatiziʋi cinhu; Nokuti mazuʋa eɗu panyika akafanana nomumvuri;)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti isu takaberekwa zuro uye hatina chatinoziva, uye mazuva edu panyika akangoita somumvuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti isu tiri vazuroka isu, zvatinoziva hapana nokuti mazuva edu panyika akangofanana nomumvuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Nokuti isu tiri vazuro hedu, hatizivi chinhu; Nokuti mazuva edu panyika akafanana nomumvuri;)
Shona 2009?
(Nokuti isu tiri vazuro hedu, hatizivi chinhu; Nokuti mazuva edu panyika akafanana nomumvuri;)
Shona SUB 2002 Bible
(Nokuti isu tiri vazuro hedu, hatizivi chinhu; Nokuti mazuva edu panyika akafanana nomumvuri;)