Job 9:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, unotora hake, ndiani uŋgamudziʋisa? Ndiani uŋgati kwaari: Unoiteiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana achibvuta, ndiani angamudzivisa? Ndiani angati kwaari, ‘Unoiteiko?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuone kuti anogona kubvuta asi angamurambidze hapana. Ndiani angamuti chii chauri kuita?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, anotora hake, ndiani angamudzivisa? Ndiani angati kwaari, “Unoiteiko?”
Shona 2009?
Tarira, anotora hake, ndiani angamudzivisa? Ndiani angati kwaari, "Unoiteiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, anotora hake, ndiani angamudzivisa? Ndiani angati kwaari, “Unoiteiko?”