Job 9:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ndaiʋa wakarurama handizaimupindura; Ndaikumbira nyasha kumutoŋgi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange ndakanga ndisina mhaka, handaigona kumupindura; ndaingokumbira hangu nyasha kuMutongi wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange ndisina mhosva handikwanisi kumupindura. Ndinotofanira kuteterera kuitirwa tsitsi naiye anondipa mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange ndaiva akarurama handizaimupindura; Ndaikumbira nyasha kumutongi wangu.
Shona 2009?
Kunyange ndaiva akarurama handizaimupindura; Ndaikumbira nyasha kumutongi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe ndaiva akarurama handizaimupindura; Ndaikumbira nyasha kumutongi wangu.