Job 9:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana riri simba guru, tarira, iye unaro! Kana iri mhoȿa inotoŋgwa, ndiani ucanditarira ŋguʋa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zviri zvesimba, iye ane simba! Uye kana zviri zvokururamisira, ndianiko angamudana kuti amutonge?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana kuri kumumanikidza, ungamanikidze Mwari here? Kana kuri kukwira dare, ungakwidze Mwari dare here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana riri simba guru, tarira, iye anaro! Kana iri mhosva inotongwa, ndiani achanditarira nguva?
Shona 2009?
Kana riri simba guru, tarira, iye anaro! Kana iri mhosva inotongwa, ndiani achanditarira nguva?
Shona SUB 2002 Bible
Kana riri simba guru, tarira, iye anaro! Kana iri mhosva inotongwa, ndiani achanditarira nguva?