Job 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ndinoziʋa kuti ndiɀo: Nokuti munhu uŋgaʋa wakarurama pamberi paMŋari seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvirokwazvo ndinoziva kuti ichokwadi. Asi munhu anofa angava akarurama pamberi paMwari seiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ichokwadi ndinoziva kuti ndizvo, ko munhu angazviti akarurama sei pamberi paMwari?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvirokwazvo ndinoziva kuti ndizvo, Nokuti munhu angava akarurama pamberi paMwari seiko?”
Shona 2009?
"Zvirokwazvo ndinoziva kuti ndizvo, Nokuti munhu angava akarurama pamberi paMwari seiko?"
Shona SUB 2002 Bible
“Zvirokwazvo ndinoziva kuti ndizvo, Nokuti munhu angava akarurama pamberi paMwari seiko?”