Job 9:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana nyatwa iciŋge yaʋuraya nokukurumidza, Iye ucaseka njodzi yaʋasinemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana dambudziko rikauyisa rufu nokukurumidza, achaseka kushaya tariro kwavasina mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana nyatwa ikayerekana yauraya munhu anotoseka zvake jambwa romunhu wakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana nyatwa ichinge yauraya nokukurumidza, Iye achaseka njodzi yavasina mhosva.
Shona 2009?
Kana nyatwa ichinge yauraya nokukurumidza, Iye achaseka njodzi yavasina mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
Kana nyatwa ichinge yauraya nokukurumidza, Iye achaseka njodzi yavasina mhosva.