Job 9:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yakaiswa mumaʋoko aʋakaipa; Iye unofukidza meso aʋatoŋgi ʋayo; Kana asiri iye, ɀino ndianiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panowira nyika mumaoko avakaipa, vatongi vayo anovapofumadza. Kana asiri iye, zvino ndianiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yakaiswa mumaoko avaipi, Mwari akazarira maziso avatongi vayo kana asiri iye anoita izvozvi ndiani ari kuzviita?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yakaiswa mumaoko avakaipa; Iye anofukidza meso avatongi vayo; Kana asiri iye, zvino ndianiko?
Shona 2009?
Nyika yakaiswa mumaoko avakaipa; Iye anofukidza meso avatongi vayo; Kana asiri iye, zvino ndianiko?
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yakaiswa mumaoko avakaipa; Iye anofukidza meso avatongi vayo; Kana asiri iye, zvino ndianiko?