Job 9:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa aŋgu anokurumidza kupfuʋura mumhanyi; Anotiza asina‐kuʋona ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mazuva angu anokurumidza kupfuura mumhanyi; anobhururuka asina kumboona mufaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mazuva angu anomhanya kupinda mumhanyi anomhanya zvikuru, anotiza pasinawo chakanaka chaanoona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva angu anokurumidza kupfuura mumhanyi; Anotiza asina kuona zvakanaka.
Shona 2009?
Zvino mazuva angu anokurumidza kupfuura mumhanyi; Anotiza asina kuona zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva angu anokurumidza kupfuura mumhanyi; Anotiza asina kuona zvakanaka.