Job 9:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana iye akaɗa kuita nharo naye, Haaŋgagoni kumupindura shoko rimŋe pamashoko aneɀuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange dai mumwe aida kuita nharo naye, haaizogona kumupindura kamwe chete panguva ine chiuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti munhu anoda kukakavadzana naMwari munhu haimbokwanisa kumupindura muchuru chamazana chezvinoda kutaurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana iye akada kuita nharo naye, Haangagoni kumupindura shoko rimwe pamashoko ane zviuru.
Shona 2009?
Kana iye akada kuita nharo naye, Haangagoni kumupindura shoko rimwe pamashoko ane zviuru.
Shona SUB 2002 Bible
Kana iye akada kuita nharo naye, Haangagoni kumupindura shoko rimwe pamashoko ane zviuru.