Job 9:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye haazi munhu wakafanana neni, kuti ndimupindure, Kuti tikwirirane pakutoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Iye haasi munhu akafanana neni kuti ndimupindure, kuti zvimwe iye neni tisangane mudare redzimhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Mwari haasi munhu seni wandingagonewo zvangu kupindura zvokuti ndingamirisanewo naye mudare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye haazi munhu akafanana neni, kuti ndimupindure, Kuti tikwirirane pakutonga.
Shona 2009?
Nokuti iye haazi munhu akafanana neni, kuti ndimupindure, Kuti tikwirirane pakutonga.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye haazi munhu akafanana neni, kuti ndimupindure, Kuti tikwirirane pakutonga.