Job 9:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unomŋoyo wakaŋgwara, unesimba guru; Ndianiko wakamuwomesera mŋoyo wake, akazofara?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchenjeri hwake hwakadzika, simba rake iguru. Ndianiko akamudzivisa akabuda asina vanga?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari anoungwaru mumwoyo make ane simba guru guru. Ndiani angamirisana naye akabudirira?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye ano mwoyo wakangwara, une simba guru; Ndianiko akamuomesera mwoyo wake, akazofara?
Shona 2009?
Iye anomoyo wakangwara, une simba guru; Ndianiko akamuomesera moyo wake, akazofara?
Shona SUB 2002 Bible
Iye ano mwoyo wakangwara, une simba guru; Ndianiko akamuomesera mwoyo wake, akazofara?