Job 9:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unoraira zuʋa, rikarega kuɓuɗa; Iye unodzitira nyeredzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotaura kuzuva iro ndokurega kuvhenekera; anodzivira chiedza chenyeredzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotaurira zuva kuti rirege kubuda iro richitorega kubuda nyenyedzi achidzikwidibira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye anoraira zuva, rikarega kubuda; Iye anodzitira nyeredzi.
Shona 2009?
Iye anoraira zuva, rikarega kubuda; Iye anodzitira nyeredzi.
Shona SUB 2002 Bible
Iye anoraira zuva, rikarega kubuda; Iye anodzitira nyenyedzi.