Joel 2:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoɓuɗisa inzwi rake pamberi pehondo yake, nokuti hondo yake ihuru kwaɀo; nokuti muiti weɀaakataura unesimba; nokuti zuʋa raJehova iguru, rinotyisa kwaɀo, ndianiko uŋgatsuŋga naro?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anoomba, ari pamberi pehondo yake; mauto ake haaverengeki, uye vane simba ndivo vanoteerera kurayira kwake. Zuva raJehovha iguru; rinotyisa kwazvo. Ndiani angamira musi waro?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI akaburitsa izwi rake mberi kwehondo yake nokuti hondo yake igurusvusvu guru kwazvo anoita zvinhu zvaanenge areva, ane simba nokuti zuva raTENZI izuva guru rinotyisa kwazvo. Ndiani angaritirire?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anobudisa izwi rake pamberi pehondo yake, nokuti hondo yake ihuru kwazvo; nokuti muiti wezvaakataura une simba; nokuti zuva raJehovha iguru, rinotyisa kwazvo, ndianiko angatsunga naro?
Shona 2009?
Jehovha anobudisa izwi rake pamberi pehondo yake, nokuti hondo yake ihuru kwazvo; nokuti muiti wezvaakataura une simba; nokuti zuva raJehovha iguru, rinotyisa kwazvo, ndianiko angatsunga naro?
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha anobudisa izwi rake pamberi pehondo yake, nokuti hondo yake ihuru kwazvo; nokuti muiti wezvaakataura une simba; nokuti zuva raJehovha iguru, rinotyisa kwazvo, ndianiko angatsunga naro?