Joel 2:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiani uŋgaziʋa, ɀimŋe uŋgadzoka akaɀiɗemba, akasiya mukomborero kana acibva, ɀimŋe cipiriso coʋupfu kana cipiriso cinonwiwa ɀamuŋgaʋigira Jehova Mŋari wenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani anoziva? Anogona kupinduka agonzwa tsitsi, uye agokusiyirai mukomborero wezvipiriso zvezviyo nezvipiriso zvokunwa zvinoitirwa Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angazive, zvimwe angapinduke akazvidzora zvake achibva azosiya makomborero mushure make, zvokuti vanhu vanogona kupira mupiro wembesanwa nomupiro wokuteura kuna TENZI, Mwari wenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiani angaziva, zvimwe angadzoka akazvidemba, akasiya mukomborero kana achibva, zvimwe chipiriso choupfu kana chipiriso chinonwiwa zvamungavigira Jehovha Mwari wenyu?
Shona 2009?
Ndiani angaziva, zvimwe angadzoka akazvidemba, akasiya mukomborero kana achibva, zvimwe chipiriso choupfu kana chipiriso chinomwiwa zvamungavigira Jehovha Mwari wenyu?
Shona SUB 2002 Bible
Ndiani angaziva, zvimwe angadzoka akazvidemba, akasiya mukomborero kana achibva, zvimwe chipiriso choupfu kana chipiriso chinonwiwa zvamungavigira Jehovha Mwari wenyu?