Joel 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kokerai ʋanhu, natsai ʋuŋgano, kokerai ʋakuru, ʋuŋganidzai ʋana, naʋanomna pamazamu; cikomba ŋgaciɓuɗe paimba yaco nomŋeŋga paimba yake yokuʋata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unganidzai vanhu, munatse ungano iyi, unganidzai pamwe chete vakuru, unganidzai vana, kunyange navachiri kuyamwa. Vachangowanana, murume ngaabude muimba nomwenga muimba yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
unganidzai vanhu, chenurai gungano ravanhu unganidzai vakuru vakuru, kokorodzai vana, kunyangewo vacheche vachiri kuyamwa. Chikomba ngachisiye gota racho mwenga asiyewo nhanga yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kokerai vanhu, natsai ungano, kokerai vakuru, unganidzai vana, navanomwa pamazamu; chikomba ngachibude paimba yacho nomwenga paimba yake yokuvata.
Shona 2009?
kokerai vanhu, natsai ungano, kokerai vakuru, unganidzai vana, navanomwa pamazamu; chikomba ngachibude paimba yacho nomwenga paimba yake yokuvata.
Shona SUB 2002 Bible
kokerai vanhu, natsai ungano, kokerai vakuru, unganidzai vana, navanomwa pamazamu; muwani ngaabude paimba yacho nomwenga paimba yake yokuvata.