Joel 2:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akapindura, akati kuʋanhu ʋake: Tarirai, ndicakutumirai ɀiyo, newaini itȿa, namafuta, mugoguta naɀo; handicakuitiyi cinhu cinoshoʋorwa pakati pamarudzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achavapindura achiti, “Ndava kukutumirai zviyo, waini itsva namafuta, zvakawanda zvokuti muchaguta kwazvo, handichazokuitai zvakare chiseko chendudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI akapindura vanhu vake achiti, “Chinzwai, ndava kukutumirai mbesanwa newaini namafuta eorivhi zvokuti muchaguta uye handichazombokuitazve kuti muve chiseko chenyika pakati pamarudzi avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akapindura, akati kuvanhu vake, “Tarirai, ndichakutumirai zviyo, newaini itsva, namafuta, mugoguta nazvo; handichakuitiyi chinhu chinoshoorwa pakati pamarudzi;
Shona 2009?
Jehovha akapindura, akati kuvanhu vake, "Tarirai, ndichakutumirai zviyo, newaini itsva, namafuta, mugoguta nazvo; handichakuitiyi chinhu chinoshoorwa pakati pamarudzi;
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akapindura, akati kuvanhu vake, “Tarirai, ndichakutumirai zviyo, newaini itsva, namafuta, mugoguta nazvo; handichakuitiyi chinhu chinoshoorwa pakati pamarudzi;