Joel 2:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ricaʋa zuʋa rerima nokuȿiɓa, zuʋa ramakore nerima guru, samambakwedza akawarirwa pamakomo; rucaʋuya ruri rudzi rukuru runesimba; rwakaɗaro haruna‐kumboʋa’po, ʋuye haruŋgazoʋi’po shure kwaʋo, kuȿikira pamakore amarudzi mazhinji aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zuva rerima nokusuwa, zuva ramakore nokusviba. Samambakwedza anoonekwa pamusoro pamakomo, hondo huru ine simba guru iri kuuya; zvakadai hazvina kutombovapo munguva yakare, uye hazvichazoonekwizve munguva ichatevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva iroro izuva rerima nezarima, zuva ramakore, zuva rakati kwirindindi kusvipa. Soutonga hwatsvuka pamakomo, ungati rudzi rwavanhu rune simba rusina kumbovapo nyange pasichigare uye kuti rwakadaro haruchazovapo mushure madzo pamakore ezvizvarwa zvose zvazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
richava zuva rerima nokusviba, zuva ramakore nerima guru, samambakwedza akawarirwa pamakomo; richauya ruri rudzi rukuru rune simba; rwakadaro haruna kumbovapo, uye harungazovipo shure kwavo, kusvikira pamakore amarudzi mazhinji avanhu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible