Joel 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehova wakaita ɀinhu ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usatya iwe nyika; fara zvako upembere nokuti Jehovha aita zvinhu zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehovha akaita zvinhu zvikuru.
Shona 2009?
Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehovha akaita zvinhu zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehovha akaita zvinhu zvikuru.