Joel 2:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapuriro acazara neɀiyo, ʋuye ɀiȿiniro ɀicapafuma waini namafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapuriro enyu achazara nezviyo, uye zvisviniro zvenyu zvichazara newaini itsva uye namafuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maware achazara nembesanwa mokusvinira muchifashuka waini namafuta eorivhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapuriro achazara nezviyo, uye zvisviniro zvichapafuma waini namafuta.
Shona 2009?
Mapuriro achazara nezviyo, uye zvisviniro zvichapafuma waini namafuta.
Shona SUB 2002 Bible
Mapuriro achazara nezviyo, uye zvisviniro zvichapafuma waini namafuta.