Joel 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋaciȿika, ʋanhu ʋose ʋanotya kwaɀo, ɀiso ɀose ɀinoceneruka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakungodziona chete, ndudzi dzose dzinotya; vose vanocheneruka kumeso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vachisvika, vanhu vose vanotya kwazvo, zviso zvose zvinocheneruka.
Shona 2009?
Kana vachisvika, vanhu vose vanotya kwazvo, zviso zvose zvinocheneruka.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vachisvika, vanhu vose vanotya kwazvo, zviso zvose zvinocheneruka.