Joel 3:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, namazuʋa iwayo neŋguʋa iyo, kana ndicidzosa kutapxa kwaJuda neJerusarema,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mumazuva iwayo, napanguva iyoyo, kana ndichinge ndadzosa pfuma yeJudha neyeJerusarema,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinodaro nokuti, tarisai mumazuva iwayo, panguva iyoyo pandichadzosera pakare vokwaJudha neveJerusaremu makomborero avo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti tarirai, namazuva iwayo nenguva iyo, kana ndichidzosa kutapwa kwaJudha neJerusaremu,
Shona 2009?
"Nokuti tarirai, namazuva iwayo nenguva iyo, kana ndichidzosa kutapwa kwaJudha neJerusaremu,
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti tarirai, namazuva iwayo nenguva iyo, kana ndichidzosa kutapwa kwaJudha neJerusaremu,