Joel 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isai ɓaŋga renyu mumunda, nokuti ɀiyo ɀaibva; ʋuyai muȿine, nokuti ciȿiniro cewaini cazara, ɀiȿiniro ɀinopafuma; nokuti kushata kwaʋo kwakura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shandisai majeko enyu pakucheka, nokuti gohwo raibva. Uyai musvine mazambiringa netsoka dzenyu, nokuti chisviniro chazara, uye zvirongo zvopfachukira, uku ndiko, kukura kwakaita uipi hwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pinzai jeko nokuti kukohwa kwasvika. Pindai mutsike-tsike nokuti mokusvinira waini machiti shutu kuzara. Makate ari kufashukira nokuti uipi hwavo hwakura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isai jeko renyu mumunda, nokuti zviyo zvaibva; uyai musvine, nokuti chisviniro chewaini chazara, zvisviniro zvinopapfuma; nokuti kushata kwavo kwakura.
Shona 2009?
lsai jeko renyu mumunda, nokuti zviyo zvaibva; uyai musvine, nokuti chisviniro chewaini chazara, zvisviniro zvinopafuma; nokuti kushata kwavo kwakura.
Shona SUB 2002 Bible
Isai jeko renyu mumunda, nokuti zviyo zvaibva; uyai musvine, nokuti chisviniro chewaini chazara, zvisviniro zvinopa pfuma; nokuti kushata kwavo kwakura.