Joel 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicaʋuŋganidza marudzi ose aʋanhu, nokuaɓurusira kumupata waJehoshafati; ndicaʋatoŋga’po pamsoro paʋanhu ʋaŋgu napamsoro penhaka yaŋgu Israeri, ʋakaparadzirwa naʋo pakati pamarudzi aʋanhu; ʋakagoʋana nyika yaŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndichaunganidza ndudzi dzose ndigoenda nadzo kuMupata waJehoshafati. Ipapo ndichavatonga nokuda kwenhaka yangu, vanhu vangu vaIsraeri, nokuti vakaparadzira vanhu vangu pakati pendudzi, uye vakagovana nyika yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichakokorodza ndudzi dzose dzavanhu ndidzidzikise kubani reJehoshafati ndigovagadza dare ikoko ndichiitira vanhu vangu, ivo nhaka yangu, Isiraeri, nokuti vakavamwararisa mukati memarudzi uye vakaganhura-ganhura zvavo nyika yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichaunganidza marudzi ose avanhu, nokuaburusira kumupata waJehoshafati; ndichavatongapo pamusoro pavanhu vangu napamusoro penhaka yangu Isiraeri, vakaparadzirwa navo pakati pamarudzi avanhu; vakagovana nyika yangu,
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible