Joel 3:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Juda ʋacaʋa’po nokusiŋgaperi, ʋuye Jerusarema kuȿikira kumarudzi namarudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
MuJudha muchagara vanhu nokusingaperi, uye nomuJerusarema kusvikira kumarudzi ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Judha vachavapo nokusingaperi, uye Jerusaremu kusvikira kumarudzi namarudzi.
Shona 2009?
Asi Judha vachavapo nokusingaperi, uye Jerusaremu kusvikira kumarudzi namarudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Judha vachavapo nokusingaperi, uye Jerusaremu kusvikira kumarudzi namarudzi.