Joel 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicapembedza ropa raʋo randisina‐kumbopembedza; nokuti Jehova unogara paZioni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhosva yavo yeropa yandisina kuregerera, ndichairegerera, nokuti Jehovha anogara muZioni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.”
Shona 2009?
Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZiyoni."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.”