Joel 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukateŋgesa ʋana ʋaJuda naʋana ʋeJerusarema kuʋanakomana ʋaʋaGiriki, kuti muʋabvisire kure nenyika yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatengesa vanhu veJudha neveJerusarema kuvaGiriki kuti muvaendese kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makatengesaka imi vanhu vokwaJudha neJerusaremu kuvaGiriki muchivaendesa kure nenyika yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukatengesa vana vaJudha navana veJerusaremu kuvanakomana vavaGiriki, kuti muvabvisire kure nenyika yavo;
Shona 2009?
mukatengesa vana vaJudha navana veJerusaremu kuvanakomana vavaGiriki, kuti muvabvisire kure nenyika yavo;
Shona SUB 2002 Bible
mukatengesa vana vaJudha navana veJerusaremu kuvanakomana vavaGiriki, kuti muvabvisire kure nenyika yavo;