Joel 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tarirai, ndicaʋamutsa panɀimbo kwamakandoʋateŋgesa, ndidzosere pamisoro yenyu ɀamakaita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarirai, ini ndichavamutsa kubva kunzvimbo dzamakavatengesera, uye ndichadzosera pamisoro yenyu chaiyo zvamakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvino ndichavamutsa kuti vachibva kunzvimbo dzacho kwamakavatengesa uye ndichaita kuti mupfukirwe nezviito zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tarirai, ndichavamutsa panzvimbo kwamakandovatengesa, ndidzosere pamisoro yenyu zvamakaita;
Shona 2009?
tarirai, ndichavamutsa panzvimbo kwamakandovatengesa, ndidzosere pamisoro yenyu zvamakaita;
Shona SUB 2002 Bible
tarirai, ndichavamutsa panzvimbo kwamakandovatengesa, ndidzosere pamisoro yenyu zvamakaita;