John 1:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga ari panyika, asi nyika haina‐kumuziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva.
Shona 2009?
Wakanga ari munyika nenyika yakaitwa naye, asi nyika haina kumuziva.
Shona SUB 2002 Bible
Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva.