John 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaʋuya kuneɀake, asi ʋanhu ʋake haʋana‐kumugamucira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akauya kuna avo vakanga vari vake, asi vokwake havana kumugamuchira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akauya kunezvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira.
Shona 2009?
Wakavuya kunezvake, asi vokwake havana kumugamuchira.
Shona SUB 2002 Bible
Akauya kune zvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira.