John 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋose ʋakamugamucira, wakaʋapa simba kuti ʋaʋe ʋana ʋaMŋari, iʋaʋo ʋanotenda kuzita rake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kuna vose vakamugamuchira, kuna avo vakatenda muzita rake, akavapa simba rokuti vave vana vaMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vose vakamugamuchira vakatenda muzita rake akavapa simba rokuva vana vaMwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vose vakamugamuchira, akavapa simba kuti vave vana vaMwari, ivavo vanotenda kuzita rake;
Shona 2009?
Asi vose vakamugamuchira, iye wakavapa simba kuti vave vana vaMwari, kuna ivo vanotenda kuzita rake;
Shona SUB 2002 Bible
Asi vose vakamugamuchira, akavapa simba kuti vave vana vaMwari, ivavo vanotenda kuzita rake;