John 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vana vasina kuberekwa neropa kana nokufunga kwomunhu kana nokuda kwomurume, asi vakaberekwa naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari.
Shona 2009?
avo vakaberekwa kwete neropa, kana nokuda kwenyama. Kana nokuda komurume, asi naMwari.
Shona SUB 2002 Bible
avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari.