John 1:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ireri pakutaŋga rakaŋga riri kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye aiva kuna Mwari kubva pakutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira pakutanga, iye akanga ari pamwechete naMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Irori pakutanga rakanga riri kuna Mwari.
Shona 2009?
Iyeyu wakanga anaMwari pakutanga.
Shona SUB 2002 Bible
Irori pakutanga rakanga riri kuna Mwari.