John 1:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatenda pacena, haana‐kuramba, akatenda pacena, aciti: Handizi Kristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haana kurega kupupura, asi akanyatsopupura pachena achiti, “Handisini Kristu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataura pachena; haana kuvanza; akataura pachena achiti, “Ini handisini Kristu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatenda pachena, haana kuramba, akatenda pachena, achiti, “Handisi Kristu.”
Shona 2009?
Akatenda pachena, haana kuramba, akatenda pachena, \add achiti\add*: Handizi Kristu.
Shona SUB 2002 Bible
Akatenda pachena, haana kuramba, akatenda pachena, achiti, “Handisi Kristu.”