John 1:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamubvunza, ʋaciti: Asi kuɗiniko? Ndiwe Eria here? Akati: Handizi iye. Ko uri uya muprofita here? Akapindura, akati: Kwete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamubvunza vakati, “Zvino ndiwe aniko? Ndiwe Eria here?” Iye akati, “Handizi iye.” “Uri muprofita here?” Akapindura akati, “Kwete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eria here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.”
Shona 2009?
Vakamubvunza \add vachiti\add*: Asi kudiniko? Ndiwe Eria here? Akati: Handizi. Ko uri uya muporofita here? Akapindura \add akati\add*: Kwete,
Shona SUB 2002 Bible
Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eriya here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.”