John 1:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati kwaari: Ndiwe aniko? Tigondopindura ʋakatituma. Unoɀiti aniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira vakati, “Ndiwe aniko? Tipindure tigondotaurira vatituma. Unozviti aniko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vakati kwaari, “Ko ndiwe ani tinoda mhinduro kwauri yokupa vatituma; unozviti ani iwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati kwaari, “Ndiwe aniko? Tigondopindura vakatituma. Unozviti aniko?”
Shona 2009?
Zvino vakati kwaari: Ndiwe aniko? Kuti tigondopindura vakatituma; unozviti aniko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati kwaari, “Ndiwe aniko? Tigondopindura vakatituma. Unozviti aniko?”