John 1:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamubvunza, ʋakati kwaari: Kana usi Kristu, kana Eria, kana muprofita uya, unogobapatidzireiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakamubvunza vachiti, “Seiko zvino uchibhabhatidza kana usiri Kristu, kana Eria uye kana Muprofita?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamubvunza, vakati kwaari, “Kana usiri Kristu, kana Eria, kana muporofita uya, unogobhabhatidzireiko?”
Shona 2009?
Vakamubvunza vakati kwaari: Unogobhabhatidzireiko kana iwe usi Kristu, kana Eria, kana muporofita uya?
Shona SUB 2002 Bible
Vakamubvunza, vakati kwaari, “Kana usiri Kristu, kana Eriya, kana muporofita uya, unogobhabhatidzireiko?”