John 1:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiye unoʋuya shure kwaŋgu, wandisina‐kufanira kuti ndisunuŋgure rukanda rweshaŋgu yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiye anouya shure kwangu, handikodzeri kusunungura rukanda rweshangu dzake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iyeyo anouya mushure mangu, ini handikodzeri kusunungura tambo dzeshangu dzake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiye anouya shure kwangu, wandisina kufanira kuti ndisunungure rukanda rweshangu yake.”
Shona 2009?
ndiye unovuya shure kwangu, asi uri mberi kwangu, wandisina kufanira ini kuti ndisunungure rukanda rweshangu yake.
Shona SUB 2002 Bible
ndiye anouya shure kwangu, wandisina kufanira kuti ndisunungure rukanda rweshangu yake.”