John 1:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀoɀi ɀakaitwa paBetania, mhiri kwaJoridani, kwaibapatidza Johane.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvose zvakaitika paBhetani mhiri kwaJorodhani, uko kwaibhabhatidzira Johani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJorodhani, kwaibhabhatidza Johani.
Shona 2009?
Izvozvi zvakaitika paBhetaniya, mhiri kwaJoridhani, kwaibhabhatidza Johwani.
Shona SUB 2002 Bible
Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJodhani, kwaibhabhatidza Johani.